ICIBILLET.COM
ICIBILLET
Paroles de chanson
06/05/2026
Dzoka Uyamwe
Par Oliver Mtukudzi
Album : Tuku Music[种子收藏]
Mandiona kuswiba mati kuora
Kundiwona kuswiba mati kuora iwe

Vandiona kuswiba vati kuora

Kundiwona kuswiba hunzi kuora

Kwangu vakomana mamuripo imi

Ndoenda kwangu varume we mamuripo imi

Kudzoka dande vakomana mamuripo imi

Ndafunga dande kudzoka dande
Ndasuwa dande kudzoka dande
Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu
Kufunga dande varume ndafunga kwedu
Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu

Kudzoka dande varume ndafunga kwedu

Huya zwako goto ranku we dzoka
Zamu rakamirira iwe dzoka uyamwe
Huya zwako goto ranku we dzoka
Zamu rakamirira iwe dzoka uyamwe
Kukurumura kwandakaita gore ria
Pawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe
Kukurumura kwandakaita gore ria
Pawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe
Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu
Ndafunga dande varume ndafunga kwedu
Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu
Ndafunga dande varume ndafunga kwedu
Mandiona kuswiba mati kuora
Kundiwona kuswiba mati kuora iwe
Mandiona kuswiba mati kuora
Kundiwona kuswiba hunzi kuora
Kuora kwemuhnu kurimumoyo wake
Kuswiba kwemunhu murimufungwa
Kuora kwemuhnu kurimumoyo wake
Kuswiba kwemunhu murimufungwa
Ndafunga dande kudzoka dande
Ndasuwa dande kudzoka dande
Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu
Kufunga dande varume ndafunga kwedu
Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu

Kudzoka dande varume ndasuwa kwedu

Huya zwako goto ranku we dzoka
Ndafunga dande
Zamu rakamirira iwe dzoka uyamwe

ufunga dande

Hukurumura kwandakaita gore ria

Ndafunga dande
Pawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe
Ndafunga dande

Hukurumura kwandakaita

Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu (dzoka)
Kufunga dande varume ndafunga kwedu (dzoka uyamwe)
Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu (dzoka)
Kufunga dande varume ndafunga kwedu (dzoka uyamwe)
Huya zwako goto ranku we dzoka (ndafunga dande)
Zamu rakamirira iwe dzoka uyamwe (kudzoka dande)
Huya zwako goto ranku we dzoka (ndafunga dande)
Zamu rakamirira iwe dzoka uyamwe (kudzoka dande)
Hukurumura kwandakaita gore ria (ndafunga dande)

Pawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe (kudzoka dande)

Hukurumura kwandakaita gore ria (ndafunga dande)
Pawakasiyira ndipapo dzoka uyamwe
Ndafunga dande vakomana ndafunga kwedu (dzoka)
Ndafunga dande varume ndafunga kwedu (dzoka uyamwe)

Imprimé depuis ICIBILLET.COM - 06/05/2026 10:50